Mariko 9:10 - Shona BIBLE10 Vakarichengeta shoko iro, vachiita nyaya pakati pavo, kuti, “Kumuka kwavakafa chiiko?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ʋakariceŋgeta shoko iro, ʋaciita nyaya pakati paʋo, kuti kumuka kwaʋakafa cinyiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Vakarichengeta shoko iro, vachiita nyaya pakati pavo, kuti, “Kumuka kwavakafa chinyiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vakachengetedza zvinhu izvi mumwoyo mavo, vakachizvibvunza kuti, “Kumuka kuvafi kunorevei.” Viz kapitola |