Mariko 8:24 - Shona BIBLE24 Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Iye akatarira, akati: Ndinoʋona ʋanhu, ndinoʋaʋona ʋacifamba ʋakafanana nemiti. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Iye akatarira, akati, “Ndinoona vanhu, ndinovaona vachifamba vakafanana nemiti.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Akatarisa akati, “Ndiri kuona vanhu asi vanotarisika semiti iri kufamba.” Viz kapitola |