Mariko 7:4 - Shona BIBLE4 Kana vachibva kumusika havangadyi vasina kumboshamba; nezvimwe zvizhinji zviripo zvavakanga vagamuchira, kuti vazvichengete, zvinoti: Kusuka mikombe, nehari, nemidziyo yendarira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ʋacidya paɗare haʋaŋgadyi ʋasinakumboshamba; neɀimŋe ɀizhinji ɀiri’po ɀaʋakaŋga ʋagamucira, kuti ʋaɀiceŋgete, ɀinoti: Kusuka mikombe, nehari, nemidziyo yendarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kana vachibva kumusika havangadyi vasina kumboshamba; nezvimwe zvizhinji zviripo zvavakanga vagamuchira, kuti vazvichengete, zvinoti: Kusuka mikombe, nehari, nemidziyo yendarira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 nokuti kana vachinge vabva kumusika havambodya chinhu vasina kushamba. Dziripo dzimwe tsika zhinji dzavakatora kumadzitateguru avo dzavanochengeta sokuti kusuka komichi, nehari, nemidziyo yekopa (nemibhedha). Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 nokuti kana vachinge vabva kumusika havambodya chinhu vasina kushamba. Dziripo dzimwe tsika zhinji dzavakatora kumadzitateguru avo dzavanochengeta sokuti kusuka komichi, nehari, nemidziyo yekopa (nemibhedha). Viz kapitola |