Mariko 7:36 - Shona BIBLE36 Zvino akavaraira, kuti varege kuudza vanhu; asi iye achinyanya kuvarayira, ivo vakanyanyisa kuparidza izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino wakaʋaraira, kuti ʋarege kuʋudza ʋanhu; asi iye acinyanya kuʋaraira, iʋo ʋakanyanyisa kuparidza iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino akavarayira, kuti varege kuudza vanhu; asi iye achinyanya kuvarayira, ivo vakanyanyisa kuparidza izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Akavatsindidza kuti vasataurire izvi kuna ani zvake. Asi sokunyanya kutsindidza kwaakavaita, vakabva vatonyanyawo kuzviparidzira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Akavatsindidza kuti vasataurire izvi kuna ani zvake. Asi sokunyanya kutsindidza kwaakavaita, vakabva vatonyanyawo kuzviparidzira. Viz kapitola |