Mariko 7:34 - Shona BIBLE34 Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo akatarira kuɗeŋga, akagomera, akati kwaari: Efata, ndokuti: Dziʋuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo akatarira kudenga, akagomera, akati kwaari, “Efata,” ndokuti, “Dziuka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ipapo akatarisa kudenga ndokutura befu oti kwaari, “Efata,” zvichireva kuti, “Dziuka.” Viz kapitola |