Mariko 7:31 - Shona BIBLE31 Zvino akati achibvazve munyika yeTaya, akaenda napakati peSidhoni kuGungwa reGareriya, napakati penyika yeDhekaporisi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ɀino wakati acibva ɀe munyika yeTire, akaenda napakati peSidoni kuguŋgwa reGarirea, napakati penyika yeDekapori. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Zvino akati achibvazve munyika yeTire, akaenda napakati peSidhoni kugungwa reGariria, napakati penyika yeDhekapori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Zvino Jesu akabva mudunhu reTire akapfuura nomuSidhoni achinanga kugungwa reGarirea; akaenda napakati penyika yeDhekaporisi. Viz kapitola |