Mariko 7:29 - Shona BIBLE29 Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akati kwaari: Nokuɗa kweshoko iro, enda; mŋeya wakaipa wabva pamŋanasikana wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Akati kwaari, “Nokuda kweshoko iro, enda; mweya wakaipa wabva pamwanasikana wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Iye ndokumuti, “Pamusana pezvawataura izvi chienda zvako; mweya wakaipa watobva mumwanasikana wako.” Viz kapitola |