Mariko 7:27 - Shona BIBLE27 Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Akati kwaari: Ʋana ŋgaʋataŋge kuguta, nokuti haɀina‐kunaka kutora ciŋgwa caʋana, ndokucikandira imbganana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Akati kwaari, “Vana ngavatange kuguta, nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana, ndokuchikandira mbwanana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Iye ndokuti kwaari, “Regai vana vatange vaguta; nokuti hazvina kunaka kutora chingwa chavana uchichikandira imbwanana.” Viz kapitola |