Mariko 7:14 - Shona BIBLE14 Akadanirazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditererei mose, munzwisise! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akaɗanira ɀe kwaari ʋanhu ʋazhinji akati kwaʋari: Nditererei mose, munzwisise! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Akadanirazve kwaari vanhu vazhinji akati kwavari, “Nditererei mose, munzwisise! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Akadaidza zvakare chita chavanhu ndokuti kwavari, “Nditeererei munzwe mose munzwisise. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Akadaidza zvakare chita chavanhu ndokuti kwavari, “Nditeererei munzwe mose munzwisise. Viz kapitola |