Mariko 6:6 - Shona BIBLE6 Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo akapota nemisha, achidzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akashamiswa nokusatenda kwaʋo. Ipapo wakapota nemisha, acidzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akashamiswa nokusatenda kwavo. Ipapo akapota nemisha, achidzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akashamiswa kwazvo nokusadavira kwavo. Akapota nemisha achidzidzisa. Viz kapitola |