Mariko 6:52 - Shona BIBLE52 Nokuti vakanga vasati vanzwisisa shoko rezvingwa, nokuti mwoyo yavo yakanga iri mikukutu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Nokuti ʋakaŋga ʋasati ʋanzwisisa shoko reɀiŋgwa, nokuti mŋoyo yaʋo yakaŋga iri mikukutu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Nokuti vakanga vasati vanzwisisa shoko rezvingwa, nokuti mwoyo yavo yakanga iri mikukutu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 nokuti havana kunge vanzwisisa nezvezvingwa zviya pamusana pokuti mwoyo yavo yakanga yakaomarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 nokuti havana kunge vanzwisisa nezvezvingwa zviya pamusana pokuti mwoyo yavo yakanga yakaomarara. Viz kapitola |