Mariko 6:40 - Shona BIBLE40 Vakagara pasi vakaita mapoka–mapoka ane zana naana makumi mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ʋakagara pasi ʋakaita mapoka‐mapoka anezana naanamakumi mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Vakagara pasi vakaita mapoka-mapoka ane zana naana makumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Vakabva vagara pasi vakaita mapato–mapato, mamwe ezana mamwe emakumi mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Vakabva vagara pasi vakaita mapato–mapato, mamwe ezana mamwe emakumi mashanu. Viz kapitola |