Mariko 6:4 - Shona BIBLE4 Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jesu akati kwaʋari: Muprofita haaŋgashaiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Jesu akati kwavari, “Muporofita haangashayiwi kukudzwa, asi munyika yake, nokuhama dzake, nomumba make.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Jesu ndokuti kwavari, “Hakuna kwaasingaremekedzwi muporofita kusara kwomudunhu rokwake, nomukati mehama dzake nomukati mevemba yake.” Viz kapitola |