Mariko 6:37 - Shona BIBLE37 Akapindura, akati kwavari, “Imi vapei zvavangadya.” Vakati kwaari, “Tingaenda kundotenga zvingwa nemadhinari ana mazana maviri, tivape vadye here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akapindura, akati kwaʋari: Imi muʋapei ɀaʋaŋgadya. Ʋakati kwaari: Tiŋgaenda kundoteŋga ɀiŋgwa namadenari anamazana maʋiri, tiʋape ʋadye here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akapindura, akati kwavari, “Imi muvapei zvavangadya.” Vakati kwaari, “Tingaenda kundotenga zvingwa nemadhenari ana mazana maviri, tivape vadye here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Asi iye akavapindura achiti, “Vapei, iyemi, zvokudya.” Ivo ndokuti kwaari, “Mungati tiende tingondotenga zvingwa zvamazana maviri amadhenari kuti tigozovapa vadye here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Asi iye akavapindura achiti, “Vapei, iyemi, zvokudya.” Ivo ndokuti kwaari, “Mungati tiende tingondotenga zvingwa zvamazana maviri amadhenari kuti tigozovapa vadye here?” Viz kapitola |