Mariko 6:29 - Shona BIBLE29 Vadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga muhwiro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ʋadzidzi ʋake ʋakati ʋaciɀinzwa, ʋakaʋuya ʋakatora mutumbu wake, ʋakauʋiga mubgiro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Vadzidzi vake vakati vachizvinzwa, vakauya vakatora chitunha chake, vakachiviga mubwiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino vadzidzi vaJohani zvavakazvinzwa, vakaenda, vakatora chitunha chake ndokuchiviga muguva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino vadzidzi vaJohani zvavakazvinzwa, vakaenda, vakatora chitunha chake ndokuchiviga muguva. Viz kapitola |