Mariko 6:28 - Shona BIBLE28 Akaenda, akamugura musoro mujeri, akauya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akaenda, akamugura musoro mutoroŋgo, akaʋuya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Akaenda, akamugura musoro mujeri, akauya nomusoro wake mundiro, akaupa musikana, musikana ndokuupa mai vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 ndokuuya nawo uri mudhishi, akaupa kumusikana; musikana ndokuupawo kuna amai vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 ndokuuya nawo uri mudhishi, akaupa kumusikana; musikana ndokuupawo kuna amai vake. Viz kapitola |