Mariko 6:27 - Shona BIBLE27 Pakarepo mambo akatuma musoja, akaraira kuti auye nomusoro wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Pakarepo mambo akatuma murwi, akaraira kuti aʋuye nomusoro wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Pakarepo mambo akatuma musoja, akaraira kuti auye nomusoro wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Pakarepo mambo akatuma musoja wokuchengetedza mambo achimuti auye nomusoro waJohani. Iye akaenda akandomudimura musoro mujeri muya, Viz kapitola |