Mariko 6:24 - Shona BIBLE24 Akabuda, akati kuna amai vake, “Ndichakumbireiko?” Vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akaɓuɗa, akati kunamai ʋake: Ndicakumbireiko? Ʋakati: Musoro waJohane Mubapatidzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akabuda, akati kuna amai vake, “Ndichakumbireiko?” Vakati, “Musoro waJohani Mubhabhatidzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino musikana uya akabuda panze akabvunza amai vake achiti, “Chii chandingakumbire?” Ivo vakati, “Musoro waJohani anoombeka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino musikana uya akabuda panze akabvunza amai vake achiti, “Chii chandingakumbire?” Ivo vakati, “Musoro waJohani anoombeka.” Viz kapitola |