Online Bible

- Reklamy -

Mariko 6:23 - Shona BIBLE

23 Akamupikira, achiti, “Chaunokumbira kwandiri ndichakupa, kusvikira pahafu youshe hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Akamupikira, aciti: Caunokumbira kwandiri ndicakupa, kuȿikira pahafu yoʋushe bgaŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Akamupikira, achiti, “Chaunokumbira kwandiri ndichakupa, kusvikira pahafu youshe hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Uyezve akatopika kwaari achiti, “Ukandikumbira chipi nechipi zvacho ndinokupa, kunyange chikava chikamu chepakati nepakati chezvoushe hwangu.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 6:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy