Mariko 6:13 - Shona BIBLE13 Vakabudisa mweya yakaipa mizhinji, vakazodza vazhinji vairwara mafuta, vachivaporesa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋakaɓuɗisa mŋeya yakaipa mizhinji, ʋakazodza ʋazhinji ʋairwara mafuta, ʋaciʋaporesa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Vakabudisa mweya yakaipa mizhinji, vakazodza vazhinji vairwara mafuta, vachivaporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vakadzinga mweya yakaipa mizhinji, vakazorawo varwere vazhinji mafuta, vachivaporesa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vakadzinga mweya yakaipa mizhinji, vakazorawo varwere vazhinji mafuta, vachivaporesa. Viz kapitola |