Mariko 5:40 - Shona BIBLE40 Vakamuseka. Akavabudisa vose, akatora baba vomwana namai, navaakanga anavo, akapinda kwakanga kuno mwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Ʋakamuseka. Akaʋaɓuɗisa ʋose, akatora ɓaɓa ʋomŋana namai, naʋaakaŋga anaʋo, akapinda kwakaŋga kunomŋana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Vakamuseka. Akavabudisa vose, akatora baba vomwana namai, navaakanga anavo, akapinda kwakanga kuno mwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Ivo vakamuseka. Zvino akaburitsa vose panze, akatora baba vomwana naamai vake navaya vaaiva navo, ndokupinda maiva nomwana. Viz kapitola |