Mariko 5:33 - Shona BIBLE33 Mukadzi akatya, akadedera, achiziva zvaaitirwa, akauya, ndokuzviwisira pamberi pake, ndokumuudza zvirokwazvo zvose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Mukadzi akatya, akaɗeɗera, aciziʋa ɀaaitirwa, akaʋuya, ndokuɀiwisira pamberi pake, ndokumuʋudza ɀirokwaɀo ɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Mukadzi akatya, akadedera, achiziva zvaaitirwa, akauya, ndokuzviwisira pamberi pake, ndokumuudza zvirokwazvo zvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Mukadzi uya, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, zvakanga zvoti kutya, zvikati kungwenda ndokuuya ozviwisira mberi kwake omuudza chokwadi chizere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Mukadzi uya, achiziva zvakanga zvaitika kwaari, zvakanga zvoti kutya, zvikati kungwenda ndokuuya ozviwisira mberi kwake omuudza chokwadi chizere. Viz kapitola |