Mariko 5:29 - Shona BIBLE29 Pakarepo tsime rake reropa rikapwa, akanzwa pamuviri wake kuti aporeswa pakurwara kwake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Pakarepo tsime rake reropa rikapxa, akanzwa pamuʋiri wake kuti waporeswa pakurwara kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Pakarepo tsime rake reropa rikapwa, akanzwa pamuviri wake kuti aporeswa pakurwara kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda, akabva azvinzwa mumuviri wake kuti chirwere charapwa. Viz kapitola |