Mariko 5:26 - Shona BIBLE26 akanga aoneswa nhamo nevarapi vazhinji, akapedza zvose zvaakanga anazvo asina kutongobatsirwa, asi kungonyanyiswa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 wakaŋga aʋoneswa nhamo neŋaŋga zhinji, akapedza ɀose ɀaakaŋga anaɀo asina‐kutoŋgoɓatsirwa, asi kuŋgonyanyiswa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 akanga aoneswa nhamo nevarapi vazhinji, akapedza zvose zvaakanga anazvo asina kutongobatsirwa, asi kungonyanyiswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akanga aona nhamo mudzin'anga dzakawanda maaifamba, maakanga apedzera zvinhu zvake zvose asi pasina kana chiyamuro; akatenge otonyanya kurwara. Viz kapitola |