Online Bible

- Reklamy -

Mariko 5:21 - Shona BIBLE

21 Jesu akati ayambukirazve mhiri negwa, vanhu vazhinji vakaunganira kwaari; akanga ari pagungwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Jesu wakati ayambukira ɀe mhiri negwa, ʋanhu ʋazhinji ʋakaʋuŋganira kwaari; wakaŋga ari paguŋgwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Jesu akati ayambukirazve mhiri negwa, vanhu vazhinji vakaunganira kwaari; akanga ari pagungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Zvino kuzoti Jesu ayambukirazve mhiri kwegungwa negwa, vanhu vazhinji vakamuunganira. Akanga ari padyo negungwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Zvino kuzoti Jesu ayambukirazve mhiri kwegungwa negwa, vanhu vazhinji vakamuunganira. Akanga ari padyo negungwa.

Viz kapitola kopírovat

Mariko 5:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy