Online Bible

- Reklamy -

Mariko 5:19 - Shona BIBLE

19 Asi haana kumutendera, asi akati kwaari, “Enda kumba kwako, kuhama dzako, uvaudze zvinhu zvikuru zvawakaitirwa naIshe, napawakaitirwa ngoni napo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Asi haana‐kumutendera, asi wakati kwaari: Enda kumba kwako, kuhama dzako, uʋaʋudze ɀinhu ɀikuru ɀawakaitirwa naShe, napawakaitirwa ŋgoni napo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Asi haana kumutendera, asi akati kwaari, “Enda kumba kwako, kuhama dzako, uvaudze zvinhu zvikuru zvawakaitirwa naIshe, napawakaitirwa ngoni napo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Asi Jesu haana kumubvumira, akatomuti, “Chienda kumusha kwako, kuhama dzako, undodziudza zvawaitirwa naTenzi nokukunzwira tsitsi kwaaita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Asi Jesu haana kumubvumira, akatomuti, “Chienda kumusha kwako, kuhama dzako, undodziudza zvawaitirwa naTenzi nokukunzwira tsitsi kwaaita.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 5:19

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy