Mariko 5:18 - Shona BIBLE18 Zvino akati achipinda muigwa, iye aiva nemweya yakaipa akakumbira zvikuru kwaari kuti agare naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino wakati acipinda mugwa, iye waiʋa nemŋeya yakaipa akakumbira ɀikuru kwaari kuti agare naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino akati achipinda muigwa, iye aiva nemweya yakaipa akakumbira zvikuru kwaari kuti agare naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Paakanga ava kupinda mugwa, munhu uya akambenge akapoterwa nemweya yakaipa akamuteterera kuti aende naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Paakanga ava kupinda mugwa, munhu uya akambenge akapoterwa nemweya yakaipa akamuteterera kuti aende naye. Viz kapitola |