Mariko 5:14 - Shona BIBLE14 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvaitwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋaidzifudza ʋakatiza, ʋakandoʋudza iɀoɀo muguta naparuwa. Ʋakaʋuya kuzoʋona ɀaitwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vaidzifudza vakatiza, vakandoudza izvozvo muguta nomumaruwa. Vanhu kauya kuzoona zvaitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vafudzi vadzo ndokutiwo ware kutiza vakandotaurira vanhu veguta nevemumaruwa. Vanhu vakauya kuzoona zvakanga zvaitika. Viz kapitola |