Mariko 4:39 - Shona BIBLE39 Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikane!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akamuka, akaraira mhepo, akati kuguŋgwa: Nyarara, ugadzikane! Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukaʋa’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Akamuka, akarayira mhepo, akati kugungwa, “Nyarara, ugadzikame!” Mhepo ikanyarara, kudzikama kukuru kukavapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu akamuka akakarira dutu achiti kugungwa, “Nyarara! Udzikame!” Dutu rakati zi–i kunyarara, kukabva kwanyatsoti dzikadzika. Viz kapitola |