Mariko 4:33 - Shona BIBLE33 Akasireva shoko kwavari nemifananidzo mizhinji yakadaro, pavaigona kunzwa napo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Akasireʋa shoko kwaʋari nemifananidzo mizhinji yakaɗaro, paʋaigona kunzwa napo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Akasireva shoko kwavari nemifananidzo mizhinji yakadaro, pavaigona kunzwa napo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Nemienzaniso mizhinji yakadai aivataurira izvi maererano nezvavaikwanisa kubata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Nemienzaniso mizhinji yakadai aivataurira izvi maererano nezvavaikwanisa kubata. Viz kapitola |