Mariko 3:9 - Shona BIBLE9 Akaudza vadzidzi vake kuti igwa rigare nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akaʋudza ʋadzidzi ʋake kuti kagwa kamugarire nokuɗa kwaʋazhinji, kuti ʋarege kumumanikidza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akaudza vadzidzi vake kuti kagwa kamugarire nokuda kwavazhinji, kuti varege kumutsikirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Jesu akaudza vadzidzi vake kuti vafanomugadzirira igwa duku kuti arege kuzomanikwa nouzhinji hwavanhu. Viz kapitola |