Mariko 3:8 - Shona BIBLE8 neJerusaremu, neIdhumia, nemhiri kwaJodhani, nokunyika yeTaya neSidhoni, vanhu vazhinji zhinji vakati vanzwa zvaanoita, vakauya kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 neJerusarema, neIdumea, nemhiri kwaJoridani, nokunyika yeTireneSidoni, ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakati ʋanzwa ɀaanoita, ʋakaʋuya kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 neJerusaremu, neIdhumia, nemhiri kwaJorodhani, nokunyika yeTire neSidhoni, vanhu vazhinji-zhinji vakati vanzwa zvaanoita, vakauya kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 neJerusaremu, neIdhumia; nokumhiri kwaJorodhani nokunharaunda yeTire neyeSidhoni, chita chikuru chavanhu vakanga vanzwa zvose zvaaiita. Viz kapitola |