Mariko 3:35 - Shona BIBLE35 “Nokuti ani naani anoita kuda kwaMwari, ndiye mukoma nomunun'una wangu, nehanzvadzi, naamai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Nokuti aninani unoita kuɗa kwaMŋari, ndiye munuŋuna waŋgu, nehanɀadzi, namai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 “Nokuti ani naani anoita kuda kwaMwari, ndiye mukoma nomunun'una wangu, nehanzvadzi, naamai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu.” Viz kapitola |