Mariko 3:34 - Shona BIBLE34 Zvino akaringa–ringa vanhu vakanga vagere, vakamukomba, akati, “Tarirai mai vanhu navakoma navanun'una vangu! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino akariŋga‐riŋga ʋanhu ʋakaŋga ʋagere, ʋakamukomba, akati: Tarirai mai ʋaŋgu naʋanuŋuna ʋaŋgu! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvino akaringa-ringa vanhu vakanga vagere, vakamukomba, akati, “Tarirai mai vanhu navakoma navanun'una vangu! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Ndokuringa–ringa vaya vakanga vagere vakamukomberedza, ndokuti, “Ava ndivo amai vangu navakoma navanun'una vangu. Viz kapitola |