Mariko 3:13 - Shona BIBLE13 Zvino akakwira mugomo akadana vaakanga achida, vakauya kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino wakakwira mugomo akaɗana ʋaakaŋga aciɗa, ʋakaʋuya kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino akakwira mugomo akadana vaakanga achida, vakauya kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akakwira mugomo ndokudaidza vaaida, ivo ndokuenda kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Jesu akakwira mugomo ndokudaidza vaaida, ivo ndokuenda kwaari. Viz kapitola |