Mariko 2:3 - Shona BIBLE3 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakaʋuya ʋakaisa kwaari munhu wakaŋga akafa mitezo, akatakurwa na ʋanhu ʋanna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakauya vakaisa kwaari munhu akanga akafa mitezo, akatakurwa navanhu vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vamwe vanhu vakauya kwaari nomunhu akanga akatonhora mitezo akatembedzanwa navarume vana. Viz kapitola |