Mariko 2:26 - Shona BIBLE26 Kuti akapinda mumba maMwari, Abhiatari ari Mupristi Mukuru, akadya zvingwa zvokuratidza Mwari zvakanga zvisina kutenderwa kudyiwa, asi navapristi voga, akapawo vaiva naye?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kuti wakapinda mumba maMŋari, Abiatari ari muprista mukuru, akadya ɀiŋgwa ɀokuratidza ɀakaŋga ɀisina‐kutenderwa kudyiwa, asi naʋaprista ʋoga, akapa ʋo ʋaiʋa naye? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Kuti akapinda mumba maMwari, Abhiatari ari mupristi mukuru, akadya zvingwa zvokuratidza Mwari zvakanga zvisina kutenderwa kudyiwa, asi navapristi voga, akapawo vaiva naye?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 kupinda kwaakaita mumba yaMwari, apo Abhiyatari akanga ari mupristi mukuru akadya zvingwa zvakasumwa kuna Mwari, zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kunze kwavapristi voga akapawo vaaiva navo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 kupinda kwaakaita mumba yaMwari, apo Abhiyatari akanga ari mupristi mukuru akadya zvingwa zvakasumwa kuna Mwari, zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kunze kwavapristi voga akapawo vaaiva navo?” Viz kapitola |