Mariko 2:25 - Shona BIBLE25 Akati kwavari, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga ashaiwa zvokudya, aziya, iye navakanga vanaye? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Akati kwaʋari: Hamuna‐kuraʋa here ɀakaitwa naDavidi, musi waakaŋga ashaiwa, aziya, iye naʋakaŋga ʋanaye? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Akati kwavari, “Hamuna kurava here zvakaitwa naDhavhidhi, musi waakanga ashaiwa zvokudya, aziya, iye navakanga vanaye? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akavapindura achiti, “Hamuna kumboverenga here zvakaitwa naDhavhidhi, zviya zvaakanga asina chokudya, oziya nenzara iye navaiva naye, Viz kapitola |