Mariko 2:23 - Shona BIBLE23 Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kwakati nomusi wesaɓata, acifamba napakati peminda, ʋadzidzi ʋake ʋakataŋga kutanha hura ʋacifamba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Kwakati nomusi weSabata, achifamba napakati peminda, vadzidzi vake vakatanga kupurura hura vachifamba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Zvino Jesu akati achipfuura nomuminda yekoroni uri musi weSabata; vadzidzi vake, vachifamba kudaro, vakatangisa kupurura hura dzekoroni. Viz kapitola |