Online Bible

- Reklamy -

Mariko 2:22 - Shona BIBLE

22 “Hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo tsaru; nokuti waini inoparusa hombodo, waini nehombodo zvikafa; asi waini itsva inodirwa muhombodo itsva.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Hakunomunhu unoɗira waini itȿa muhomboɗo tsaru; nokuti waini inoparusa homboɗo, waini nehomboɗo ɀikafa; asi waini itȿa inoɗirwa muhomboɗo itȿa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 “Hakuna munhu anodira waini itsva muhombodo tsaru; nokuti waini inoparusa hombodo, waini nehombodo zvikafa; asi waini itsva inodirwa muhombodo itsva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Hakuna munhu anodira waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru, nokuti kana akadaro waini inoputisa zvigubhu, waini inorasika, zvigubhu zvichiparara; asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Hakuna munhu anodira waini itsva muzvigubhu zvamatehwe zvitsaru, nokuti kana akadaro waini inoputisa zvigubhu, waini inorasika, zvigubhu zvichiparara; asi waini itsva inofanira kudirwa muzvigubhu zvitsva.”

Viz kapitola kopírovat

Mariko 2:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy