Mariko 2:2 - Shona BIBLE2 Vazhinji vakaungana nokudaro vakashaiwa nzvimbo, kunyangwe pamusuwo; akavataurira shoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋazhinji ʋakaʋuŋgana nokuɗaro ʋakashaiwa nɀimbo, kunyaŋge pamukoʋa; akaʋataurira shoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vazhinji vakaungana nokudaro vakashaiwa nzvimbo, kunyange pamusuo; akavataurira shoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Vanhu vazhinji vakaungana zvokuti pakanga pasisina kana nekanzvimbo kose kakasara, kunyange napamusuo pose; iye akanga achivaparidza shoko. Viz kapitola |