Mariko 2:13 - Shona BIBLE13 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Wakaɓuɗa ɀe akaenda kuguŋgwa; ʋazhinji ʋose ʋakaʋuya kwaari, akaʋadzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Akabudazve akaenda kugungwa; vazhinji vose vakauya kwaari, akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Zvino Jesu akabvapo oendazve pedyo negungwa, gungano ravanhu rakauya kwaari akavadzidzisa. Viz kapitola |