Online Bible

- Reklamy -




Mariko 16:4 - Shona BIBLE

4 Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru–guru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ʋakati ʋacitarira, ʋakaʋona kuti ibge rakaŋga ratokuŋguruswa, nokuti raiʋa guru‐guru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru-guru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Zvino vakatarira vakaona kuti dombo riya rakanga ratokungurutswa; rakanga riri guru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Zvino vakatarira vakaona kuti dombo riya rakanga ratokungurutswa; rakanga riri guru kwazvo.

Viz kapitola kopírovat




Mariko 16:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy