Mariko 16:3 - Shona BIBLE3 Vakataurirana, vachiti, “Ndianiko achatikungurusira ibwe pamusuwo wehwiro?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakataurirana, ʋaciti: Ndianiko ucatikuŋgurusira ibge pamukoʋa wobgiro? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakataurirana, vachiti, “Ndianiko achatikungurusira ibwe pamusuo webwiro?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vaibvunzana vachiti, “Ko ndiani achandotikungurutsira dombo riya pamusuo weguva?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vaibvunzana vachiti, “Ko ndiani achandotikungurutsira dombo riya pamusuo weguva?” Viz kapitola |