Mariko 16:14 - Shona BIBLE14 Pashure wakazviratidza kuna vane gumi nomumwe, vagere pakudya; akavapa mhaka pamusoro pokusatenda kwavo noukukutu hwemwoyo yavo, nokuti havana kutenda vaya vakanga vamuona amuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Pashure wakaɀiratidza kunaʋanegumi nomumŋe, ʋagere pakudya; akaʋapa mhaka pamsoro pokusatenda kwaʋo noʋukukutu bgemŋoyo yaʋo, nokuti haʋana‐kutenda ʋaya ʋakaŋga ʋamuʋona amuka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Pashure wakazviratidza kuna vane gumi nomumwe, vagere pakudya; akavapa mhaka pamusoro pokusatenda kwavo noukukutu hwemwoyo yavo, nokuti havana kutenda vaya vakanga vamuona amuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pashure Jesu akazviratidza kuna vane gumi nomumwechete vari pakudya. Akavashora pamusana pokusatenda kwavo napamusana poukukutu hwomoyo yavo nokuti havana kutenda vakanga vamuona mushure mokumuka kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pashure Jesu akazviratidza kuna vane gumi nomumwechete vari pakudya. Akavashora pamusana pokusatenda kwavo napamusana poukukutu hwomoyo yavo nokuti havana kutenda vakanga vamuona mushure mokumuka kwake. Viz kapitola |