Mariko 16:12 - Shona BIBLE12 Shure kwaizvozvo wakazviratidza nomumwe mutowo kuna vaviri vavo, vakanga vachifamba muruwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Shure kwaiɀoɀo wakaɀiratidza nomumŋe mutoʋo kunaʋaʋiri ʋaʋo, ʋakaŋga ʋacifamba muruwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Shure kwaizvozvo wakazviratidza nomumwe mutowo kuna vaviri vavo, vakanga vachifamba muruwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidza neimwe nzira kuna vaviri vachifamba kuenda kumaruwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Shure kwaizvozvo Jesu akazviratidza neimwe nzira kuna vaviri vachifamba kuenda kumaruwa. Viz kapitola |