Mariko 16:11 - Shona BIBLE11 Ivo vakati vachinzwa kuti ari mupenyu, uye kuti akaonekwa naye, vakasatenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iʋo ʋakati ʋacinzwa kuti uri mupenyu, ʋuye kuti wakaʋonekwa naye, ʋakasatenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ivo vakati vachinzwa kuti ari mupenyu, uye kuti akaonekwa naye, vakasatenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi pavakanzwa kuti Jesu mupenyu uye kuti aonekwa naye havana kutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi pavakanzwa kuti Jesu mupenyu uye kuti aonekwa naye havana kutenda. Viz kapitola |