Mariko 16:10 - Shona BIBLE10 Iye akaenda kundoudza avo vaiva naye, vakanga vachichema nokusuwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akaenda kundoʋudza aʋo ʋaiʋa naye, ʋakaŋga ʋacicema nokurira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Iye akaenda kundoudza avo vaiva naye, vakanga vachichema nokusuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Maria akaenda kundoudza vaya vaiva naye, vakanga vari mukuchema nokuungudza Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Maria akaenda kundoudza vaya vaiva naye, vakanga vari mukuchema nokuungudza Viz kapitola |