Mariko 15:45 - Shona BIBLE45 Zvino akati achinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa chitunha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino wakati aɀinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa mutumbu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zvino akati achinzwa kumukuru wezana, akapa Josefa chitunha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Paakazvinzwa, zvichibva kumutungamiri wezana kuti Jesu afa, akabvumira Josefi kutora chitunha. Viz kapitola |