Mariko 15:40 - Shona BIBLE40 Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Naʋakadzi ʋakaŋga ʋari’po, ʋakatarira ʋari kure; pakati paʋo kwakaŋga kunaMaria Magdarene, naMaria mai ʋaJakobo muɗuku naJose, naSarome; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Navakadzi vakanga varipo, vakatarira vari kure; pakati pavo kwakanga kuna Maria Magadharina, naMaria mai vaJakobho muduku naJose, naSarome; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Pakangawo paina madzimai akanga akatarira ari chinhambwe. Vamwe vaiva mukati mavo ndavana Maria Magadharena, naMaria amai vaJemusi muduku naJosesi, naSarome, Viz kapitola |